mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/02/05.txt

1 line
293 B
Plaintext

\v 5 Jesu paakawona kutenda kwake murume uyu, akati kwaari: ''Mwana, zvitadzo zvako zvaregererwa''. \v 6 Kwaiwa wamwe warume waionerera nezwe mutemo achishushikana mumoyo mawo echifunga: \v 7 '' Ngei murume uyu anotaura zvakadaro? Arikunyepa! Ndiani angaregerera zvitema kunze kwa Mwari chete?