\v 12 Ipapo mweya wakamutora ndokumoendesa kubomo. akawa kubomo \v 13 mazua makumi mana, akaedzwa na Satani. Iye anga arinemuka dzesango, newatumwa waimuchadira.