mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/01/01.txt

1 line
258 B
Plaintext

\c 1 \v 1 Uko ndokutanga kwevagere ra Jesu kristu, mwanakomana Mwari. \v 2 se zvakanyorwa mubhuku romuporofita isaya; ndichatuma mutumwa paberi pake, kuti agadzire gwanza. \v 3 izwi remunhu renodanidzira kubomo. gadzirirai gwanzi rashe,roramisai gwanza rake.