mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/13/30.txt

1 line
264 B
Plaintext

\v 30 Virokwadzo ndinoti kwamuri, rudzi iri yaigabupfure zvino izvi zvisati zvaitika. \v 31 Ndega nenyika zvichapfuta, asi mashoko angu yapfure, \v 32 asi nenyaya yezuwa iro neguva,apana anoiziva,kana watumwa wekundega, kana, kana Mwanakomana, kunze kwaBaba chete.