\v 43 Jesu akamuudza uye akati aende, achiti: \v 44 ''wona, usaudze munhu, asi enda kune mu prisita opa zwipo nekutchena kwako zwamunorairwa na moses,se chipupure zwawo''.