1 line
293 B
Plaintext
1 line
293 B
Plaintext
\v 5 Jesu paakawona kutenda kwake murume uyu, akati kwaari: ''Mwana, zvitadzo zvako zvaregererwa''. \v 6 Kwaiwa wamwe warume waionerera nezwe mutemo achishushikana mumoyo mawo echifunga: \v 7 '' Ngei murume uyu anotaura zvakadaro? Arikunyepa! Ndiani angaregerera zvitema kunze kwa Mwari chete? |