mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/14/01.txt

1 line
288 B
Plaintext

\c 14 \v 1 Pakanga pasara masuwa mawiri kuti paska nemutambo wechingwa chisina mbiriso. Uye atungamiriri ewaprista newanyori wanga wachitswanga nzira yekuti amubate nayo achishandisa manomano kuti amuraye. \v 2 Nekuti waiti: ''Atidi kuzwita pamutambo, pamwe anhu angazoita zwowe zwowe''.