\v 10 pawanga varikumba,wadzizdi wake vakamubvudza zve pamusoro peichi. \v 11 eye akati; vese anoramba mukadzi wake voeda kunowaka mumweni, atoita upobwe naye. \v 12 uye kana eye akarambana nemurume wake akawakwa ne mumweni atoita upobwe naye''.