mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/10/23.txt

1 line
337 B
Plaintext

\v 23 Jesu akatarira kurotiwe akati kune vadzidze wake; ''zvinonetsa kuti mupfume apinde muumambo Mwari.!'' \v 24 vadzidzi wake wakachamiswa nemashoko awo Jesu akati kwaari; '' vana vana zviri kunyere kuti upendi muumambo ma Mwari! \v 25 zvire nyure kuti kamera kupfura ipinde nepabure retsono, pane kuti mupfume apinde muumambo mwari''.