mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/08/01.txt

1 line
393 B
Plaintext

\c 8 \v 1 Pamazua iwawo, kwanga kune wanhu wajinji, iwo wanga wasina chokurya. Jesu akadana wadzidzi wake akati; \v 2 ''ndine tsitsi ne wajinji, nokuti wanga waneni mazua matatu wasina kurya. \v 3 kana ndikawaendesa kumba kwavo vasina kurya,wachafira mugwanza. wamwe wacho wabuda kure''. \v 4 wadzidzi wake wakadaira: ngepapi kwatinoona chingua chinokwana kuti chifadze vanhu wese waripano?''.