mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/09/23.txt

1 line
359 B
Plaintext

\v 23 Jesu akati; '''kana muchikwanisa'zvino zvese zvinoita kune wanotenda''. \v 24 ipona baba wemwana wakadanidzira wakati; ''ini ndinoteda! ndibasirei nekusafanira kwagu!'' \v 25 Jesu pakaona vanhu vajinji wachiuya kwaga ari, aka raira kune mweya wetsina ikabuda, achiti; ''mumwe wekusaswa ne wekutaura, inini ndinoti; ibva paari, usasa pinde paari zvekare