mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/09/20.txt

1 line
382 B
Plaintext

\v 20 wakamuudzisira mwana. mweya pawakaona Jesu, wakamuitisa gwirikwite,. wmana vakadhona pase akatanga kutenderera achipuda mafuru mukanwa. \v 21 Jesu akabvudza baba wacho ; '' ane guva yakaita sei achidaro?'' baba wake wakati; ''kubva achiri kudhoko. \v 22 guva jinji zvinomukanda mumoto na kuti mubvura, zvinoda kumuparadza. kana muchigona kuzvieta,iwai netsisi mundibatsire''.