\v 23 Jesu akawaudza nemufananidzo; '' zvinoita here kuti Satani kubvisa mumwe Satani? \v 24 kana umambo wakapatsanuka zvayo umambo uyo aurambe uriko. \v 25 kana umba ikapatsanuka iyo, umba iyona, airambe uripo