mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/02/25.txt

1 line
298 B
Plaintext

\v 25 Iye akati: '' Amuna kuwerenga here zvakaita Davidi paakashaya che kurya ne wanhu wakanga anaye? \v 26 Sei wakapinda mumba ya Mwari uku Abiatar wanga ari muprista ne kurya chingwa chekuratidza, zvakanga zvisikatendedzwi kurya nemumwe munhu kunze kwa muprista ega, akapa kwaari waya waiwa naye?