|
\v 21 Jesu akati ndikupei mwunje we mumba muise pasi, pendegu kana kuti pasi pemubeda here? ndinokupai muise pachigaro. \v 22 Nokuti apana chiro chakawadzika, chisinga wonekwe apana chakawigwa chisinga bunde pachena. \v 23 kana munhu ane nzewe dzokuzwa ngaazwe. |