mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/02/18.txt

1 line
311 B
Plaintext

\v 18 \v 19 Wadzidzi wa Johani ne wa farizeu wachitsanya. Wakauya wamwe wechiti kwaari: ''Ngei wadzidzi wa Johani ne wadzidzi wemafarizeu warikutsanya asi enyu asikutsanya?''. Jesu akapindura echiti: ''Zvinoita kuti waeni we muchato atsanye chikomba chiripo here? Kana chikomba chiripo, waeni afaniri kutsanya.