\v 3 Inzwai! murume vakaenda kusima. \v 4 Akati achisima, dzimwe mbeu dzawira mugwanzi, chiri dzakauya dzikarya. \v 5 dzimwe dzawira parutsanga,panga pane mavu. akawanda. ipapo dzakamera, nekuti mavu akanga asi kudzika.