mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/12/20.txt

1 line
367 B
Plaintext

\v 20 Kwaiwa ne hama nomwe; wekutanga aiwe ne mukadzi, akafa asina kusiya mwana. \v 21 Ipapo we chipiri akatora se mukadzi, asi akafa asina kusiya mwana. Ne wechitatu zvimwezvimwezvo. \v 22 Ne wanomwe hawana kusiya kana mwana. Shure kwawose, mukadzi akafawo. \v 23 Zvino pakumuka, kana wakamuka, achaita mukhadzi waani? Nekuti hama dzinomwe akanga ari mukadzi wawo''.