mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/16/17.txt

1 line
237 B
Plaintext

\v 17 Zviratidzo izvi zvakaperekedza waya wanotenda: muzita rangu watchadzinga madhimoni, watchataura ne ndiwi, \v 18 mutchabhata nyoka nemawoko uye kana mukamwa zvinouraya, amuzokuwari; Mutchayisa mawoko enyu kuwarwere iwo watchapora''.