mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/16/12.txt

1 line
190 B
Plaintext

\v 12 Mekupera kwe zvinyu izvi, Iye akawuya ne imwe nzira yakasiyana ku wawiri wawo, pawanga watchifamba kwenda kumunda. \v 13 Iwo wakaenda kunotaurira wamwe wadzidzi, asi iwo awana kutenda.