mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/12/04.txt

1 line
201 B
Plaintext

\v 4 Akatumirazve mumwe mushandi kwaari, wakamukuwadza mu musoro ndokumuninipisa. \v 5 Iye akatumirazve umwe, ndokumuraya. Iwo wakaitira wose washandi zvimwezvo, wechikuwadza wamwe, wachiuraya wamweni.