mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/10/51.txt

1 line
210 B
Plaintext

\v 51 Jesu akadaira, akati; ''unoda ndikuitereiko? . Bofo rakati; ''Rabhi, ndinoda kuti ndione'' . \v 52 Jesu akati; ''enda yako kutenda, kwakutenda kwako kwakuponesa, ipona akataga kuona akaenda nemwanzi rake.