mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/10/46.txt

1 line
388 B
Plaintext

\v 46 Iye achauya ne kujereko. Jesu veku Jeriko na wadzidzi wake newajinji, mumwe murume ainzi Bartimeu,wmana va Timeu, anga ari bofo, anga mucheto megwanza. \v 47 Paakadzwa nezva Jesu,weku Nazareta kuti aisvika,akataga kudanidzira kuti; ;; Jesu wanakomana va David ndizwireivo nyasha.'' \v 48 Wanjji vaite anyarare. asi eye airaba achidanidzira; Mwanakoma va David, ndidzwirei nyasha.''.