mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/10/23.txt

1 line
327 B
Plaintext

\v 23 Jesu akatarira kurotiwe akati kune vadzidze wake; ''zvinonetsa kuti mupfume apinde muumambo Mwari.!'' \v 24 Wadzidzi wake wakachamiswa nemashoko awo Jesu akati kwaari; '' Wana asi kunyore kupimda mu umambo wa Mwari \v 25 Zwire nyure kuti kamera kupfura ipinde nepabure retsono, pane kuti mupfume apinde muumambo mwari''.