mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/06/33.txt

1 line
203 B
Plaintext

\v 33 Asi vajinji pawakawavona vakawasiya, wakamanya kwaari. \v 34 Pawakadzika muchekepe, Jesu akaona wajinji wakawanerudo kwavari. Nokuti dzaga dziriwai dzisina mufudzi. Akataga kuwadzidzisa zvakawanda.