mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/03/20.txt

1 line
319 B
Plaintext

\v 20 Ipapo iye akaenda kumba, uye vajinji wakaungana vzekare kunhangwe wasina chokurya che chingwa. \v 21 hama dzake dzakazwa ivzovzo, wakabuda wachiti musaite ivzovzo, nokuti waite; ''Iye arikunze'' \v 22 Wanyore waibva kuJerusarema achiti; anemweya wa Berzebu'' Ndiye mukuru we ma Dimoni nekuti anobvisa ma Dimoni''.