\v 3 Jesu akati kune munhu anga ane muoko wakaremara; ''muka uya pakati pawose'' \v 4 Iye, akati kune vanhu '' zvinoita here kuita vzakanaka kana kuti zwakaipa musi we Sabat; Kana kuti kuponesa upenhu, kana kuti kuuraya?'' .Asi uyu wakanyarara.