mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/02/10.txt

1 line
338 B
Plaintext

\v 10 Asi munoziwa here kuti Mwanakomana we Munhu ane simba rekuregerera zvitema zvose panyika yose,'' akati kune wakaremara: \v 11 '' Ndinokuudza: Simuka, uende kumbakwako''. \v 12 Iye Ndokusimuka ndokubuda paamba pamberi pe wanhu wese, wanhu wakashamisika nazvo ndokupa kutenda kuna Mwari echiti: ''Isu atina kumbowona zvino zvakadai''.