\v 13 Iye akabudazve kuenda ku gungwa, wanhu wajinji wakauya kwaari, iye wai adzidzisa. \v 14 Wakati arikudarika akawona Levi, mwana wa Alfeu akanga akagara pa nzvimbo yekubadarisa michero, ndokuti kwaari: ''Nditewere.'' Iye wakasimuka ndokumutewera.