\v 20 Jesu, ndokupindura achiti: ''Ndemumwe ne wagumi nemayiri, uya arikuseya neni mundiro. \v 21 Nekuti Mwanakomana wemunhu ari kwenda se kunyorwa kwazvakaitiwa nezvake; ane nhamo uwa achanditengesa! Zwaiwa nani kudai munhu iyeye asinakumbozwarwa.