Thu Dec 12 2019 02:10:30 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2019-12-12 02:10:31 +00:00
parent ecd9bbce09
commit e1de92344f
1 changed files with 1 additions and 1 deletions

View File

@ -1 +1 @@
Zvino wakati wachidzidzisa muchechi, Jesu wakapindura achiti: ''sei wanotaura wanyori kuti Kristo ndimwana wakomana wa Davi? Iye Davidi akati ne mumweya mutswene: 'Ishe akati kuna Ishe wangu: Gara kuriti kwangu kuswikira ndaisa wawengi wako madzorodzo we murenje dzako
Zvino wakati wachidzidzisa muchechi, Jesu wakapindura achiti: ''sei wanotaura wanyori kuti Kristo ndimwana wakomana wa Davi? Iye Davidi akati ne mumweya mutswene: 'Ishe akati kuna Ishe wangu: Gara kuriti kwangu kuswikira ndaisa wawengi wako madzorodzo we murenje dzako'. Iye Davidi anodaidza Kristo 'Ishe', ipapo achaita mwana wake sei?