Thu Dec 12 2019 05:28:31 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2019-12-12 05:28:32 +00:00
parent 0ff0a08811
commit b488e97b63
2 changed files with 3 additions and 2 deletions

View File

@ -1 +1 @@
Pawakanga wachirya, Jesu wacabata chingwa wakachiropafadza, wochipatsanura ndokupa kwaari achiti: ''Tambirai, uyu ndio mwiri wangu''. Iye akabata mukombe, ndokutenda, ndokuwapa, wakamwa wese. Ipapo akati kwawari: ''Iyi inomirira ropa rangu resungano, richadururirwa munhu wese. Chokwadi ndinokutaurirai kuti, andichazomwi chibereko che muzambiringa kuswika zuwa randichazwimwa zwawa zwinyoani mumambo wa Mwari \v 22 Pawakanga wachirya, Jesu wacabata chingwa wakachiropafadza, wochipatsanura ndokupa kwaari achiti: ''Tambirai, uyu ndio mwiri wangu''. \v 23 Iye akabata mukombe, ndokutenda, ndokuwapa, wakamwa wese. \v 24 Ipapo akati kwawari: ''Iyi inomirira ropa rangu resungano, richadururirwa munhu wese. \v 25 Chokwadi ndinokutaurirai kuti, andichazomwi chibereko che muzambiringa kuswika zuwa randichazwimwa zwawa zwinyoani mumambo wa Mwari.

View File

@ -77,6 +77,7 @@
"14-12", "14-12",
"14-15", "14-15",
"14-17", "14-17",
"14-20" "14-20",
"14-22"
] ]
} }