diff --git a/14/03.txt b/14/03.txt index 323c94f..cf6af8d 100644 --- a/14/03.txt +++ b/14/03.txt @@ -1 +1 @@ -Paakanga Jesu ari ku Betani wachirya mumba ma Simoni, aiwa ne maperembudzi, Jesu paakanga ari patafura, akawuya umwe mukadzi ne hari yaiwa nemafuta aidura. Iye wakaputsa hari nokudhururira mafuta mumusoro ma Jesu, amwe akatsamwa nazvo akatanga kushushikana. Achiti: '' Ngei warasa mafuta aya? Mafuta aya aifanira kutengeswa mare jinji kuti ipiwe warombo''. \ No newline at end of file +Paakanga Jesu ari ku Betani wachirya mumba ma Simoni, aiwa ne maperembudzi, Jesu paakanga ari patafura, akawuya umwe mukadzi ne hari yaiwa nemafuta aidura. Iye wakaputsa hari nokudhururira mafuta mumusoro ma Jesu, amwe akatsamwa nazvo akatanga kushushikana. Achiti: '' Ngei warasa mafuta aya? Mafuta aya aifanira kutengeswa mare jinji inoita madinari kuti ipiwe warombo''. \ No newline at end of file