\v 5 iye, akatarisa kwese akachamiswa, akatsamwa nekuoma kwemoyo dzavo, akati kune murume; ''twasamudza mouko ''. iye akatwasamudza muoko Jesu akamuporesa. \v 6 wafarisi nokukasika, wakatanga kufunga kuti wanomuuraya sei.