mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/14/22.txt

1 line
437 B
Plaintext
Raw Normal View History

\v 22 Pawakanga wachirya, Jesu wacabata chingwa wakachiropafadza, wochipatsanura ndokupa kwaari achiti: ''Tambirai, uyu ndio mwiri wangu''. \v 23 Iye akabata mukombe, ndokutenda, ndokuwapa, wakamwa wese. \v 24 Ipapo akati kwawari: ''Iyi inomirira ropa rangu resungano, richadururirwa munhu wese. \v 25 Chokwadi ndinokutaurirai kuti, andichazomwi chibereko che muzambiringa kuswika zuwa randichazwimwa zwawa zwinyoani mumambo wa Mwari''.