mxc-MZ-chimanika_mrk_text_reg/04/26.txt

1 line
331 B
Plaintext
Raw Normal View History

\v 26 Jesu akati ;uche wamwari wakafanana nomunhu anosima mbeu yake muvu. \v 27 eye akarara akamuka, mbeu yakakura iye asingasiwe kuti zvaitika sei. \v 28 mavu ano bereka havo muchero; chikutanga muti, kutewera minzua, \v 29 pasi potsanga dzinofadza mizwa.pano ibva zveyo, nenguwa iyoyo munhu anucheka nejeko nokuti kukowa kwasika.