\v 51 \v 52 Jesu akadaira, akati; ''unoda ndikuitereiko? . bofo rakati; ''Rabhi, ndinoda kuti ndione'' . Jesu akati; ''enda yako kutenda, kwakutenda kwako kwakuponesa