mxc-MZ-chimanika_luk_text_reg/08/24.txt

1 line
324 B
Plaintext

\v 24 Wadzidzi wa Jesu wakaenda waari wakamumutsa wachiti; mudzidzi tawe kuda kufa! Iye akamuka akamisa mhepo yazadza mvura, iyo yakamira yakawa neronyararo. \v 25 Ipapo akawaodza kuti kutenda kwenyu kuripi? Wakawa nokutya ne kushamisika, wachibvudzana: '' kuti ndani uyo anoti mhepo kana kuti mvura nyarara ikamuterera.?''