1 line
303 B
Plaintext
1 line
303 B
Plaintext
\v 19 Zwino mai wake nowanu'nuna wake uya kwari, kana kukwanisa kusvika padunze, nekuti panga pane munhu wajinji. \v 20 Zwino wakamubvundza kuti: Mai wenyu newanu'nuna wari kunze wakakomirerai warikuda kukowonai''.. \v 21 Asi Jesu akati: Mai wangu ne wanu'nuna ndiwo wanonzwa shoko raMwari wachirita''. |