mxc-MZ-chimanika_luk_text_reg/01/67.txt

1 line
166 B
Plaintext

\v 67 Baba wake, Zakaria, wanga wazara nemweya mutsene uye akaporofita, achiti: \v 68 Ngarubhidzwe Iche, Mwari waizirari, nokuti akawa chanyira akaponesa wanhu wake.