mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/27/42.txt

1 line
358 B
Plaintext

\v 42 Saka warwi wakaringa kuuraya wasungwa, kuti imwe wawo asatizve. \v 43 Asi mukuru wezana, akada kuponesa Pauro, akawarambidza kubva dzawo; akati waya wanoigona kusabira kuti washambire awo wotanga kubuda muchikepe waenda kumahombekombe. \v 44 Waya wasara waizoyabuswa waripamapuranga kana muzvidembu zvechikepe. Uye zvakaitika, wese wakaponeswa nenyika.