mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/22/30.txt

1 line
173 B
Plaintext

\v 30 Nenzuwa ramangwana, waida kuziwa kuti aipomerwa ngei newajuda, akamubvisa ngetani, akaudza wakuru wemaprisita newakuru wau wese; akaundza Pauro, akamuisa pamberi pake.