mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/22/06.txt

1 line
341 B
Plaintext

\v 6 Asi zvakaitika, ndiri munzira, ndakuda kusvika kuDamasiko, zuwa rakuda kudzika, pakarepo chiendza chekudenga chakanevheneka chaibva kudenga chakandikumberedza. \v 7 Ini ndakadona pasi, ndakanzwa imi izwi richiti: Sauro, Sauro, unonditerereiko: \v 8 Ini ndakapidura: Ndimi aniko Ishe? Iye akanditi: Ini NdiriJesu, wenazareta, waunotera.