mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/20/33.txt

1 line
325 B
Plaintext

\v 33 Ini hadina kuchiwa chemunhu kana serivha, kana goredhi kana guwo. \v 34 Imi monoziwa kuti, zvinondinetsa newakanga waneni, mawoko angu akandirashandira. \v 35 Zvese takakuratidzai kuti shandai kudai, kuti mubatsire wanorwara; uye ragarirai shoko raIshe Jesu, inoti: Asi wakaropafadzwa uya anopa kukuda uya anogamuchira.