\v 31 Saka rindirai, muchiragarira kuti nemakore matatu, usiku nezuwa akandimire kukuudzai nemisodzi umwe ne umwe. \v 32 Zvino, hama, ndinokupai kuna Mwari, neshoko renyasha; iye anesimba kuti awake achakupai nhaka kune wese wakaruramiswa.