\v 13 Isu, patakaende nechikipe, takenda kusvika kuAsosi, takanga tiriko kuti tigamuchere Pauro, nekuti ndizvo zvaakanga rayira; iye aenda netsoka. \v 14 Uye iye paakapinda nesu kuAsosi, isu takamutora takaenda kuMitireni.