mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/15/19.txt

1 line
362 B
Plaintext

\v 19 Naizwozwo ini ndinotonga kuti uya muhedeni anotendeuka kuMwari haafanire kushuchikana. \v 20 Asi ngatiwanyorerei tsamba tichiwataurira kuti warenge kudya zvakabviswa mazvimufananidzo, kubva paupombwe, nekudya nyama yemuka dzakadzipwa uye neropa. \v 21 Nekuti Muzisi, kubva kare, kuti guta rimwe na rimwe riparedze mumasinagoge, zvichiweregwa masabata ose.