mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/11/07.txt

1 line
383 B
Plaintext

\v 7 Ini ndakanzwa imwe inzwi raiti: Simuka Petro uraya urye. \v 8 Asi ini ndakati: andirye ichi, Ishe; Adisati ndakamudya zvinhu izvi zvisina kunaka, kana chine tsvina chandakambuisa mumuromo mangu. \v 9 Uye inzwi zvakandipidura zvekare richibva kudenga kechipiri: Mwari zvakaakachenesa, iwe auzvite zvisina kunaka. \v 10 Izvi zvakaitika katatu: Akatora zvose zvakadzoserwa kudenga.