\v 24 Uye zuwa ramangwana wakasvika kuKesaria. Koniriasi akanga akamumirira, akadana hama nechamwari dzepedyo.