mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/10/13.txt

1 line
295 B
Plaintext

\v 13 Kwakauya imwe inzwi, richiti: Petro, uraya nzara. \v 14 Asi Petro akati: andisate ndakadya chikafu chakadai chisina kunaka chinetswina. \v 15 Inzwi yakati zvekare, pechipiri Mwari zvaakachenesa, usaite iwe kunge chinhu chakanatswa. \v 16 Izvi zvakaitika katatu; jira ricadzoserwa kudenga.